Genesisi 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ndichaita rudzi rukuru runobva mauri, ndichakukomborera, ndichaita kuti zita rako rive guru; uye uchava chikomborero.+ Genesisi 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ndiri kutonga rudzi rwavachashandira,+ uye vachazobuda nezvinhu zvizhinji.+ Joshua 21:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Hapana kana chipikirwa chimwe chete chakakundikana pazvipikirwa zvose zvakanaka zvakanga zvaitwa naJehovha kuimba yaIsraeri; zvose zvakaitika.+ 1 Madzimambo 8:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Akati: “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ akataura nomuromo wake nababa vangu Dhavhidhi+ uye azadzika+ noruoko rwake, achiti,
2 ndichaita rudzi rukuru runobva mauri, ndichakukomborera, ndichaita kuti zita rako rive guru; uye uchava chikomborero.+
45 Hapana kana chipikirwa chimwe chete chakakundikana pazvipikirwa zvose zvakanaka zvakanga zvaitwa naJehovha kuimba yaIsraeri; zvose zvakaitika.+
15 Akati: “Jehovha Mwari waIsraeri ngaarumbidzwe,+ akataura nomuromo wake nababa vangu Dhavhidhi+ uye azadzika+ noruoko rwake, achiti,