Isaya 30:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu richiti: “Iyi ndiyo nzira.+ Fambai nayo,” kana muchida kutsaukira kurudyi kana kuti muchida kutsaukira kuruboshwe.+
21 Nzeve dzenyu dzichanzwa shoko shure kwenyu richiti: “Iyi ndiyo nzira.+ Fambai nayo,” kana muchida kutsaukira kurudyi kana kuti muchida kutsaukira kuruboshwe.+