Isaya 40:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mipata yose ngaikwidziridzwe,+ uye makomo ose nezvikomo zvose ngazvideredzwe.+ Nyika ine nzvimbo dzakakwirira ngaive nyika yakati sandara, nenzvimbo isina kuenzana ive bani rakati chechetere.+ Ruka 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makoronga ose anofanira kufushirwa, uye makomo ose nezvikomo zvose zvinofanira kuitwa kuti zviti sandara, makakombama munofanira kuva nzira dzakatwasuka, nzvimbo dzisina kuenzana dzive nzira dzakati chechetere;+
4 Mipata yose ngaikwidziridzwe,+ uye makomo ose nezvikomo zvose ngazvideredzwe.+ Nyika ine nzvimbo dzakakwirira ngaive nyika yakati sandara, nenzvimbo isina kuenzana ive bani rakati chechetere.+
5 Makoronga ose anofanira kufushirwa, uye makomo ose nezvikomo zvose zvinofanira kuitwa kuti zviti sandara, makakombama munofanira kuva nzira dzakatwasuka, nzvimbo dzisina kuenzana dzive nzira dzakati chechetere;+