Pisarema 94:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti Jehovha haazoregi vanhu vake,+Uyewo haazosiyi nhaka yake.+ VaHebheru 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+
5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+