Isaya 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza. Isaya 44:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “Yeuka zvinhu izvi, haiwa iwe Jakobho,+ newe, haiwa iwe Israeri, nokuti uri mushumiri wangu.+ Ndakakuumba.+ Uri mushumiri wangu. Haiwa iwe Israeri, ini handizokukanganwi.+
2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.
21 “Yeuka zvinhu izvi, haiwa iwe Jakobho,+ newe, haiwa iwe Israeri, nokuti uri mushumiri wangu.+ Ndakakuumba.+ Uri mushumiri wangu. Haiwa iwe Israeri, ini handizokukanganwi.+