RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Hapana shumba ichava imomo, uye zvikara zvinorura hazvizooneki mairi.+ Hapana chichavamo;+ uye vaya vakadzikinurwa vachafamba imomo.+

  • Isaya 44:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 “Shevedzerai muchifara, imi matenga,+ nokuti Jehovha azviita!+ Shevedzerai mukukunda,+ imi mativi akadzikira kwazvo enyika!+ Farai, imi makomo,+ nokushevedzera kwokufara, iwe sango nemi miti yose iri mariri! Nokuti Jehovha adzikinura Jakobho, uye anoratidza runako rwake pana Israeri.”+

  • Jeremiya 50:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Mudzikinuri wavo ane simba,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavatongera mhosva yavo,+ kuti azorodze nyika+ uye aite kuti vagari vomuBhabhironi varege kugadzikana.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe