Dheuteronomi 32:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+ Pisarema 135:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti Jah akasarudza Jakobho,+Israeri kuti ave pfuma yake chaiyo.+