RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:37
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 37 “Asi unoramba uchirarama, nokuti iye akada madzitateguru ako zvokuti akasarudza vana vawo vaiatevera,+ akakubudisa muIjipiti akakutarisa achishandisa simba+ rake guru,

  • Dheuteronomi 10:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Kungoti Jehovha akafadzwa nemadzibaba enyu kuti aade, zvokuti akasarudza vana vawo vaiatevera,+ nemiwo, pamarudzi ose, sezvazvakaita nhasi.

  • Pisarema 78:68
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 68 Asi akasarudza dzinza raJudha,+

      Iro Gomo reZiyoni, raaida.+

  • Mateu 24:45
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 45 “Chokwadi ndiani muranda akatendeka,+ akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake, kuti avape zvokudya zvavo panguva yakakodzera?+

  • VaEfeso 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 sokutisarudza+ kwaakaita tiri pamwe naye nyika isati yavambwa,+ kuti tive vatsvene, vasina gwapa+ pamberi pake murudo.+

  • 2 VaTesaronika 2:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvisinei, hama dzinodiwa naJehovha, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu, nokuti Mwari akakusarudzai+ kubvira pakutanga kuti muponeswe nokukutsvenesai+ nomudzimu+ uye nokutenda kwenyu muchokwadi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe