Johani 20:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Asi izvi zvakanyorwa+ kuti imi mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari, uye kuti, nokuda kwokutenda,+ muve noupenyu nomuzita rake. VaRoma 11:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvakanaka! Iwo akatyorwa akabviswa nokuti akanga asina kutenda,+ asi iwe wakamira nokutenda.+ Rega kuzvikudza,+ asi itya.+
31 Asi izvi zvakanyorwa+ kuti imi mutende kuti Jesu ndiye Kristu Mwanakomana waMwari, uye kuti, nokuda kwokutenda,+ muve noupenyu nomuzita rake.
20 Zvakanaka! Iwo akatyorwa akabviswa nokuti akanga asina kutenda,+ asi iwe wakamira nokutenda.+ Rega kuzvikudza,+ asi itya.+