RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 44:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+

  • Isaya 45:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 kuti vanhu vazive kubvira kumabvazuva uye kubvira kwarinovirira kuti hakuna mumwe kunze kwangu.+ Ndini Jehovha, uye hakuna mumwezve.+

  • 1 VaKorinde 8:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Zvino pamusoro pokudya+ zvokudya zvakapirwa kuzvidhori, tinoziva kuti chidhori hachisi chinhu+ munyika, uye kuti hapana mumwe Mwari kunze kwomumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe