Isaya 41:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+ Zvakazarurwa 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Ndini Arufa naOmega,”+ anodaro Jehovha Mwari, “Iye aripo neakanga aripo uye ari kuuya,+ Wemasimbaose.”+
4 Ndiani ave achishanda+ uye aita izvi, achishevedza zvizvarwa kubvira pakutanga?+ “Ndini, Jehovha, Wokutanga;+ uye ndini iye mumwe chete kune vokupedzisira.”+
8 “Ndini Arufa naOmega,”+ anodaro Jehovha Mwari, “Iye aripo neakanga aripo uye ari kuuya,+ Wemasimbaose.”+