Isaya 43:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 43 Zvino zvanzi naJehovha, Musiki+ wako, haiwa iwe Jakobho, uye Muumbi+ wako, haiwa iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura.+ Ndakakushevedza nezita rako.+ Uri wangu.+
43 Zvino zvanzi naJehovha, Musiki+ wako, haiwa iwe Jakobho, uye Muumbi+ wako, haiwa iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura.+ Ndakakushevedza nezita rako.+ Uri wangu.+