Isaya 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Tarirai ndinovamutsira vaMedhiya,+ vasina basa nesirivha uye vasingafariri ndarama. Isaya 41:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Ndamutsa mumwe munhu wokuchamhembe, uye iye achauya.+ Achashevedza zita rangu ari kumabvazuva.+ Achatsika vatevedzeri vevatongi sokunge kuti ivhu+ uye sezvinoita muumbi anotsika-tsika ivhu nyoro. Jeremiya 51:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 “Uri tsvimbo yangu, wakaita sezvombo zvehondo,+ ndichaita kuti uputse-putse marudzi, ndichaita kuti uparadze umambo.
25 “Ndamutsa mumwe munhu wokuchamhembe, uye iye achauya.+ Achashevedza zita rangu ari kumabvazuva.+ Achatsika vatevedzeri vevatongi sokunge kuti ivhu+ uye sezvinoita muumbi anotsika-tsika ivhu nyoro.
20 “Uri tsvimbo yangu, wakaita sezvombo zvehondo,+ ndichaita kuti uputse-putse marudzi, ndichaita kuti uparadze umambo.