Zvakazarurwa 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+
18 Asi marudzi akava nehasha, hasha dzenyu dzakauya, uye nguva yakatarwa yokuti vakafa vatongwe, kuti mupe varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu mubayiro+ wavo, vaduku nevakuru,+ kuti muparadze+ vaya vanoparadza nyika.”+