Vatongi 17:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokudaro Mika akati: “Zvino ndava kuziva kuti Jehovha achandiitira zvakanaka, nokuti muRevhi ava mupristi wangu.”+ Jeremiya 21:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Tapota tibvunzire kuna Jehovha,+ nokuti Nebhukadrezari mambo weBhabhironi ari kurwa nesu.+ Zvichida Jehovha achatiitira maererano nemabasa ake ose anoshamisa, zvokuti iye achabva kwatiri.”+ VaRoma 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana uri muJudha nezita+ uye uchivimba nomutemo+ uye uchizvirumbidza muna Mwari,+
13 Nokudaro Mika akati: “Zvino ndava kuziva kuti Jehovha achandiitira zvakanaka, nokuti muRevhi ava mupristi wangu.”+
2 “Tapota tibvunzire kuna Jehovha,+ nokuti Nebhukadrezari mambo weBhabhironi ari kurwa nesu.+ Zvichida Jehovha achatiitira maererano nemabasa ake ose anoshamisa, zvokuti iye achabva kwatiri.”+