Ezekieri 20:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndakazviita nokuda kwezita rangu kuti rirege kusvibiswa pamberi pemarudzi avaiva pakati pawo,+ nokuti ndakanga ndaita kuti ndizivikanwe nawo iwo achizviona pandaivabudisa munyika yeIjipiti.+ VaRoma 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti sokunyorwa kwazvakaitwa; “zita raMwari riri kumhurwa pakati pemamwe marudzi nemhosva yenyu.”+
9 Ndakazviita nokuda kwezita rangu kuti rirege kusvibiswa pamberi pemarudzi avaiva pakati pawo,+ nokuti ndakanga ndaita kuti ndizivikanwe nawo iwo achizviona pandaivabudisa munyika yeIjipiti.+
24 Nokuti sokunyorwa kwazvakaitwa; “zita raMwari riri kumhurwa pakati pemamwe marudzi nemhosva yenyu.”+