Jeremiya 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+ Zvakazarurwa 18:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.
8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+
4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri, vanhu vangu,+ kana musingadi kugovana naro zvivi zvaro,+ uye kana musingadi kuwana mamwe matambudziko aro.