Isaya 42:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ini, Jehovha, ndakakushevedza mukururama,+ uye ndakakubata ruoko.+ Ndichakuchengetedza ndoita kuti uve sungano yevanhu,+ uve chiedza chemarudzi,+ Mateu 12:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Tarirai! Mushandi wangu+ wandakasarudza, anodiwa wangu,+ akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii. Ruka 2:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 chiedza+ chokubvisa nacho chifukidziro+ pamarudzi+ nokukudzwa kwevanhu venyu vaIsraeri.” Mabasa 13:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Chokwadi, Jehovha akatirayira nemashoko aya, ‘Ndakakugadzai sechiedza chemamwe marudzi,+ kuti imi muve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’”+
6 “Ini, Jehovha, ndakakushevedza mukururama,+ uye ndakakubata ruoko.+ Ndichakuchengetedza ndoita kuti uve sungano yevanhu,+ uve chiedza chemarudzi,+
18 “Tarirai! Mushandi wangu+ wandakasarudza, anodiwa wangu,+ akafarirwa nomweya wangu! Ndichaisa mudzimu wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kururamisira chii.
47 Chokwadi, Jehovha akatirayira nemashoko aya, ‘Ndakakugadzai sechiedza chemamwe marudzi,+ kuti imi muve ruponeso kusvikira kumugumo wenyika.’”+