Pisarema 98:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jehovha akaita kuti ruponeso rwake ruzivikanwe;+Akazivisa kururama kwake pamberi pemarudzi.+ Isaya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+ Isaya 11:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+ Isaya 52:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Jehovha achaita kuti ruoko rwake rutsvene ruonekwe nemarudzi ose;+ uye migumo yose yenyika ichaona ruponeso rwaMwari wedu.+
2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+
10 Zvino pazuva iroro+ pachava nomudzi waJese+ unenge wakamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.+ Marudzi achaenda kwaari achibvunza,+ uye nzvimbo yake yokuzororera ichakudzwa.+
10 Jehovha achaita kuti ruoko rwake rutsvene ruonekwe nemarudzi ose;+ uye migumo yose yenyika ichaona ruponeso rwaMwari wedu.+