17 Zvino Jeremiya akati kuna Zedhekiya: “Zvanzi naJehovha, Mwari wemauto,+ Mwari waIsraeri,+ ‘Chokwadi kana mukaenda kumachinda amambo weBhabhironi,+ mweya wenyu ucharamba uchirarama uye guta rino harizopiswi nomoto, uye imi neimba yenyu mucharamba muchirarama.+