Genesisi 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+ Ruka 2:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Uyewo, Simiyoni akavakomborera, asi akati kuna Mariya amai vake: “Tarira! Iyeyu akagadzirirwa kuwa+ nokumukazve kwevazhinji pakati paIsraeri+ uye nokuda kwechiratidzo chinozvidzwa+
15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+
34 Uyewo, Simiyoni akavakomborera, asi akati kuna Mariya amai vake: “Tarira! Iyeyu akagadzirirwa kuwa+ nokumukazve kwevazhinji pakati paIsraeri+ uye nokuda kwechiratidzo chinozvidzwa+