RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 16:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “Zvino Aroni anofanira kuuya nenzombe yechinopiwa chechivi, yake iye, azviyananisire iye neimba yake; uye anofanira kuuraya nzombe yechinopiwa chechivi, yake iye.+

  • 2 VaKorinde 5:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Iye akaita kuti iye asina kuziva chivi+ ave chivi+ nokuda kwedu, kuti isu tive kururama kwaMwari+ pachishandiswa iye.

  • VaHebheru 7:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Haafaniri kupa zvibayiro zuva nezuva,+ sezvinoitwa nevapristi vakuru vaya, kutanga nokuda kwezvivi zvake+ kwozotevera zviya zvevanhu:+ (nokuti akaita izvi kamwe chete+ zvachose paakazvibayira;)+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe