Pisarema 72:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mumazuva ake, munhu akarurama achamera,+Uye rugare rukuru ruchavapo kusvikira mwedzi usisipo.+ VaEfeso 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 pakuti akatizivisa chakavanzika chitsvene+ chezvaanoda. Icho chinoenderana nezvakamufadza zvaakafunga mumwoyo make+ VaKorose 1:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.
9 pakuti akatizivisa chakavanzika chitsvene+ chezvaanoda. Icho chinoenderana nezvakamufadza zvaakafunga mumwoyo make+
20 uye achishandisa iye kuti ayananisezve+ kwaari zvimwe zvinhu zvose+ nokuita rugare+ neropa+ raakateura padanda rokutambudzikira,+ pasinei nokuti zvingava zvinhu zviri panyika here kana kuti zvinhu zviri kumatenga.