RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndakadururwa semvura,+

      Mapfupa angu ose akaparadzaniswa.+

      Mwoyo wangu waita senamo;+

      Wanyunguduka mukatikati mangu.+

  • Mateu 26:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 nokuti iyi inomirira+ ‘ropa rangu+ resungano,’+ richadururirwa vazhinji+ nokuda kwokukanganwirwa zvivi.+

  • VaHebheru 2:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo, “vana vaduku” vacho zvavanogoverana ropa nenyama, saizvozvowo iye akagovana navo zvinhu izvozvo,+ kuti norufu rwake+ aparadze+ uyo ane simba rokukonzera rufu,+ iye Dhiyabhorosi;+

  • 1 Petro 1:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Asi neropa rinokosha,+ rakafanana neregwayana risina gwapa uye risina ruvara,+ iro raKristu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe