RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 3:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Ndichaisa+ ruvengo+ pakati pako+ nomukadzi+ nepakati pevana* vako+ nomwana wake.+ Iye+ achakupwanya+ musoro+ uye iwe+ uchamupwanya+ chitsitsinho.”+

  • Isaya 62:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Hauzonzizve mukadzi akasiyiwa zvachose;+ uye nyika yako haizonzizve dongo;+ asi iwe uchanzi Mufaro Wangu Uri Maari,+ uye nyika yako ichanzi Mudzimai Womuridzi. Nokuti Jehovha achange akufarira, uye nyika yako ichava mudzimai womuridzi.+

  • VaGaratiya 4:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Nokuti zvakanyorwa kuti: “Fara, iwe mukadzi ngomwa isingabereki; pururudza uye shevedzera nenzwi guru, iwe mukadzi asingarwadziwi nokusununguka; nokuti vana vomukadzi akasiyiwa vazhinji kupfuura vouya ane murume.”+

  • Zvakazarurwa 12:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Zvino chiratidzo chikuru+ chakaonekwa kudenga, mukadzi+ akanga akashonga zuva, uye mwedzi wakanga uri pasi petsoka dzake, mumusoro make makanga muine korona yenyeredzi gumi nembiri,

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe