Isaya 44:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+
6 “Zvanzi naJehovha, Mambo waIsraeri,+ Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto, ‘Ndini wokutanga nowokupedzisira,+ kunze kwangu hakuna mumwe Mwari.+