Mika 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 ‘Naizvozvo muchava nousiku,+ kuti parege kuva nechinoratidzwa;+ uye muchava nerima, kuti murege kushopera. Zuva richavirira vaprofita, uye masikati achavasvibira.+ Zekariya 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti tarira ndichamutsa mufudzi munyika ino.+ Haazofungi nezvemakwai ari kuparara.+ Haazotsvaki maduku acho, uye haazorapi makwai akatyoka.+ Haazopi zvokudya riya rakamira, achadya nyama yerakakora,+ uye achabvisa mahwanda emakwai.+
6 ‘Naizvozvo muchava nousiku,+ kuti parege kuva nechinoratidzwa;+ uye muchava nerima, kuti murege kushopera. Zuva richavirira vaprofita, uye masikati achavasvibira.+
16 Nokuti tarira ndichamutsa mufudzi munyika ino.+ Haazofungi nezvemakwai ari kuparara.+ Haazotsvaki maduku acho, uye haazorapi makwai akatyoka.+ Haazopi zvokudya riya rakamira, achadya nyama yerakakora,+ uye achabvisa mahwanda emakwai.+