Jeremiya 22:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi havazodzokeri kunyika iyo mweya yavo ichange ichida kudzokera kwairi.+ 2 Petro 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ivo vakatsauswa, zvavakasiya nzira yakarurama. Vakatevera nzira yaBharami,+ mwanakomana waBheori, uyo akada mubayiro wokuita zvakaipa,+
15 Ivo vakatsauswa, zvavakasiya nzira yakarurama. Vakatevera nzira yaBharami,+ mwanakomana waBheori, uyo akada mubayiro wokuita zvakaipa,+