RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 10:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Zvino nezuva iroro vaya vachasara vaIsraeri+ nevaya vachapukunyuka veimba yaJakobho havazombozendamirizve iye aivarova,+ asi vachazendamira Jehovha, iye Mutsvene waIsraeri,+ muchokwadi.+

  • VaRoma 9:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Zvakare, Isaya anoshevedzera pamusoro paIsraeri, kuti: “Kunyange zvazvo vanakomana vaIsraeri vangava vazhinji sejecha regungwa,+ vakasara ndivo vachaponeswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe