Isaya 26:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kururama+ ndiro gwara romunhu akarurama. Zvamakarurama, muchaita kuti nzira yomunhu akarurama iti chechetere.+ 1 VaKorinde 10:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Musava zvinhu zvinogumbura+ kuvaJudha pamwe chete nevaGiriki neungano yaMwari,
7 Kururama+ ndiro gwara romunhu akarurama. Zvamakarurama, muchaita kuti nzira yomunhu akarurama iti chechetere.+