Pisarema 83:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+ Pisarema 97:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose;+Makakwira kunzvimbo yenyu yakakwirira kwazvo kupfuura vamwe vanamwari vose.+ Pisarema 138:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti Jehovha akakwirira, uye anoona munhu anozvininipisa;+Asi munhu anozvikudza anongomuziva ari kure.+ Isaya 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mugore rakafa Mambo Uziya,+ ini ndakaona Jehovha+ akagara pachigaro choumambo+ chirefu uye chakakwirira, uye mupendero wenguo yake wakanga wakazadza temberi.+
18 Kuti vanhu vazive+ kuti imi, mune zita rokuti Jehovha,+Imi moga ndimi Wokumusorosoro+ kumusoro kwenyika yose.+
9 Nokuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wokumusorosoro kumusoro kwenyika yose;+Makakwira kunzvimbo yenyu yakakwirira kwazvo kupfuura vamwe vanamwari vose.+
6 Nokuti Jehovha akakwirira, uye anoona munhu anozvininipisa;+Asi munhu anozvikudza anongomuziva ari kure.+
6 Mugore rakafa Mambo Uziya,+ ini ndakaona Jehovha+ akagara pachigaro choumambo+ chirefu uye chakakwirira, uye mupendero wenguo yake wakanga wakazadza temberi.+