Genesisi 21:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Pashure paizvozvo akadyara mutamarisiki paBheeri-shebha akadana zita raJehovha ipapo,+ iye Mwari aripo nokusingagumi.+ Pisarema 90:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Makomo asati aberekwa,+Kana kuti musati mabereka pasi nenyika+ inobereka zvibereko+ sokunge nemarwadzo okusununguka,Muri Mwari kubvira narini kusvikira narini.+ Isaya 40:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Hausati waziva here kana kuti hauna kunzwa here?+ Jehovha, Musiki wemigumo yenyika, ndiMwari nokusingagumi.+ Haaneti kana kupera simba.+ Kunzwisisa kwake hakugoni kuongororwa.+ 1 Timoti 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.
33 Pashure paizvozvo akadyara mutamarisiki paBheeri-shebha akadana zita raJehovha ipapo,+ iye Mwari aripo nokusingagumi.+
2 Makomo asati aberekwa,+Kana kuti musati mabereka pasi nenyika+ inobereka zvibereko+ sokunge nemarwadzo okusununguka,Muri Mwari kubvira narini kusvikira narini.+
28 Hausati waziva here kana kuti hauna kunzwa here?+ Jehovha, Musiki wemigumo yenyika, ndiMwari nokusingagumi.+ Haaneti kana kupera simba.+ Kunzwisisa kwake hakugoni kuongororwa.+
17 Zvino kuna Mambo asingagumi,+ asingaori,+ asingaoneki,+ iye Mwari oga,+ ngakuve nokuremekedzwa nokukudzwa nokusingaperi-peri.+ Ameni.