Isaya 42:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Ini, Jehovha, ndakakushevedza mukururama,+ uye ndakakubata ruoko.+ Ndichakuchengetedza ndoita kuti uve sungano yevanhu,+ uve chiedza chemarudzi,+ Mateu 5:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga. VaEfeso 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti maimbova rima,+ asi zvino mava chiedza+ munaShe. Rambai muchifamba sevana vechiedza, VaFiripi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+
6 “Ini, Jehovha, ndakakushevedza mukururama,+ uye ndakakubata ruoko.+ Ndichakuchengetedza ndoita kuti uve sungano yevanhu,+ uve chiedza chemarudzi,+
16 Saizvozvowo chiedza chenyu+ ngachivheneke pamberi pevanhu, kuti vaone mabasa enyu akanaka+ uye vakudze+ Baba venyu vari kumatenga.
15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+