Isaya 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+ Ruka 1:79 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 79 kuzovhenekera vaya vakagara murima nomumumvuri worufu,+ kuzotungamirira tsoka dzedu nokubudirira munzira yorugare.” Johani 1:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Chiedza chechokwadi+ chinovhenekera+ vanhu vemarudzi ose+ chakanga chava kuda kuuya munyika.
2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+
79 kuzovhenekera vaya vakagara murima nomumumvuri worufu,+ kuzotungamirira tsoka dzedu nokubudirira munzira yorugare.”