Pisarema 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvino ivai nenjere, haiwa imi madzimambo;Ruramiswai, haiwa imi vatongi venyika.+ Isaya 49:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+
23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+