Zvakazarurwa 21:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Marudzi achafamba nechiedza charo,+ uye madzimambo enyika achaunza kubwinya kwawo mariri.+