RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 19:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Jehovha akabva anayisa sarufa nomoto zvichibva kuna Jehovha, zvichibva kumatenga, paSodhoma nepaGomora.+

  • Dheuteronomi 29:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 sarufa nomunyu+ nokupisa,+ zvokuti nyika yacho yose haizodyarwi, kana kumera, uyewo hapana kana zvinomera zvinozomera mairi, sokuparadzwa kwakaitwa Sodhoma neGomora,+ Adma+ neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha;+

  • Amosi 4:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “‘Ndakakuparadzai, sokuparadza kwakaita Mwari Sodhoma neGomora.+ Makava sedanda rakabvutwa mumoto;+ asi hamuna kudzoka kwandiri,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.

  • VaRoma 9:29
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 29 Uyewo, sokutaura kwakanga kwaita Isaya kare achiti: “Kudai Jehovha wemauto+ asina kutisiyira vana, tingadai takava seSodhoma, uye tingadai takaitwa seGomora.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe