RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 29:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Ubayire gondohwe duku rimwe chete mangwanani,+ uye ubayire rimwe gondohwe duku panguva yorubvunzavaeni.+

  • Revhitiko 5:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Kana mweya ukava usina kutendeka pakuti munhu wacho anotadzira zvinhu zvitsvene zvaJehovha nokusaziva,+ anofanira kuuya negondohwe rakanaka rinobva pamakwai kuti rive chinopiwa chake chemhosva+ kuna Jehovha, zvinoenderana nokukosha kwakatarwa kwemashekeri esirivha,+ kana tichienzanisa neshekeri renzvimbo tsvene, kuti rive chinopiwa chemhosva.

  • Revhitiko 9:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Akabva ati kuna Aroni: “Tora mhuru kuti ive chinopiwa chechivi+ negondohwe kuti rive chinopiwa chinopiswa,+ zvakanaka, uuye nazvo pamberi paJehovha.+

  • Numeri 6:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Anofanira kupa Jehovha gondohwe duku rimwe chete, rakanaka, rine gore rimwe chete, kuti rive chinopiwa chake chinopiswa+ negwayana gadzi rimwe chete, rakanaka, rine gore rimwe chete kuti rive chinopiwa chechivi+ uye gondohwe rimwe chete rakanaka kuti rive chibayiro chokugoverana,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe