Pisarema 37:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi vanyoro ndivo vachagara nhaka yenyika,+Uye vachafara kwazvo norugare rukuru.+ Pisarema 37:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Vakarurama vachagara nhaka yenyika,+Vachagara mairi nokusingaperi.+ Mateu 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “Vanofara vanyoro,+ nokuti vachagara nhaka yenyika.+ Zvakazarurwa 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+
7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+