Pisarema 92:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaya vakadyarwa muimba yaJehovha,+Muzvivanze zvaMwari wedu,+ vachatumbuka. Mateu 15:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Achipindura, iye akati: “Chinomera chose chisina kudyarwa naBaba vangu vokudenga chichadzurwa.+