Isaya 29:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri. Isaya 43:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 munhu wose anoshevedzwa nezita rangu+ uye wandakasikira kukudzwa kwangu,+ wandakaumba, chokwadi iye wandakaita.’+ VaEfeso 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.
23 nokuti paanoona vana vake, iro basa remaoko angu, vari pakati pake,+ vachatsvenesa zita rangu,+ uye vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,+ uye vacharemekedza vachitya+ Mwari waIsraeri.
7 munhu wose anoshevedzwa nezita rangu+ uye wandakasikira kukudzwa kwangu,+ wandakaumba, chokwadi iye wandakaita.’+
10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.