Isaya 42:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+ Mateu 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye tarira! matenga akavhurika,+ Johani akaona mudzimu waMwari uchiburuka wakaita senjiva+ uchiuya paari.+ Ruka 4:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Mudzimu waJehovha+ uri pandiri, nokuti akandizodza kuti ndizivise mashoko akanaka kuvarombo, akandituma kuti ndiparidze kusunungurwa kunhapwa uye kuzoita kuti mapofu aone, kuzoita kuti vakadzvinyirirwa vaende vakasununguka,+
42 Tarirai! Mushumiri wangu,+ wandinoramba ndakabata zvakasimba!+ Wandakasarudza,+ akafarirwa+ nomweya wangu! Ndaisa mudzimu wangu maari.+ Iye achaunzira marudzi kururamisira.+
16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye tarira! matenga akavhurika,+ Johani akaona mudzimu waMwari uchiburuka wakaita senjiva+ uchiuya paari.+
18 “Mudzimu waJehovha+ uri pandiri, nokuti akandizodza kuti ndizivise mashoko akanaka kuvarombo, akandituma kuti ndiparidze kusunungurwa kunhapwa uye kuzoita kuti mapofu aone, kuzoita kuti vakadzvinyirirwa vaende vakasununguka,+