Pisarema 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Madzimambo epanyika anomira+Uye machinda aungana pamwe chete+Kuti varwe naJehovha+ uye kuti varwe nomuzodziwa wake,+ Mabasa 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+
2 Madzimambo epanyika anomira+Uye machinda aungana pamwe chete+Kuti varwe naJehovha+ uye kuti varwe nomuzodziwa wake,+ Mabasa 10:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+
38 yokuti, Jesu wokuNazareta, akazodzwa sei naMwari nomudzimu mutsvene+ nesimba, iye akapota nomunyika iyoyo yose achiita zvakanaka uye achiporesa vose vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi;+ nokuti Mwari akanga ainaye.+