Isaya 49:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura panguva yakakodzera,+ ndakakubatsira pazuva roruponeso;+ uye ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+ kuti umutsidzire nyika,+ uite kuti vavezve nenhaka dzakanga dzaparadzwa,+ Isaya 51:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Chokwadi achanyaradza nzvimbo dzaro dzose dzakaparadzwa,+ achaita kuti renje raro rive seEdheni+ uye bani raro rerenje rive somunda waJehovha.+ Kupembera nomufaro uye kufara zvichawanikwa mariri, kuonga neinzwi rokuimba.+ Zvakazarurwa 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+
8 Zvanzi naJehovha: “Ndakakupindura panguva yakakodzera,+ ndakakubatsira pazuva roruponeso;+ uye ndakaramba ndichikuchengetedza kuti ndiite kuti uve sungano yevanhu,+ kuti umutsidzire nyika,+ uite kuti vavezve nenhaka dzakanga dzaparadzwa,+
3 Nokuti Jehovha achanyaradza Ziyoni.+ Chokwadi achanyaradza nzvimbo dzaro dzose dzakaparadzwa,+ achaita kuti renje raro rive seEdheni+ uye bani raro rerenje rive somunda waJehovha.+ Kupembera nomufaro uye kufara zvichawanikwa mariri, kuonga neinzwi rokuimba.+
2 Asi kana chiri chivanze chiri kunze+ kwenzvimbo tsvene yetemberi, chisiye uye usachiyera, nokuti chakapiwa mamwe marudzi,+ uye iwo achatsika-tsika guta dzvene+ kwemwedzi ine makumi mana nemiviri.+