Isaya 44:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Iye ari kuita kuti shoko romushumiri wake riitike, uye Iye anoita chose zvakarongwa nenhume dzake;+ Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richagarwa,’+ uye nezvemaguta aJudha, ‘Achavakwazve,+ uye ndichamutsa nzvimbo dzaro dzakaitwa matongo’;+ Isaya 58:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Vanhu vachavaka nzvimbo dzakaparadzwa kare kare varayirwa newe;+ uchavakawo nheyo dzave dzakaparara kwezvizvarwa nezvizvarwa.+ Uchanzi mugadziri wepakaputsika,+ mumutsidziri wemigwagwa yokuti ugare pedyo nayo.
26 Iye ari kuita kuti shoko romushumiri wake riitike, uye Iye anoita chose zvakarongwa nenhume dzake;+ Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richagarwa,’+ uye nezvemaguta aJudha, ‘Achavakwazve,+ uye ndichamutsa nzvimbo dzaro dzakaitwa matongo’;+
12 Vanhu vachavaka nzvimbo dzakaparadzwa kare kare varayirwa newe;+ uchavakawo nheyo dzave dzakaparara kwezvizvarwa nezvizvarwa.+ Uchanzi mugadziri wepakaputsika,+ mumutsidziri wemigwagwa yokuti ugare pedyo nayo.