Mateu 24:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 “Chokwadi ndiani muranda akatendeka,+ akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake, kuti avape zvokudya zvavo panguva yakakodzera?+ Mabasa 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvavakanga vachishumira+ Jehovha uye vachitsanya pachena, mudzimu mutsvene wakati: “Pavanhu vose nditsaurirei Bhanabhasi naSauro+ nokuda kwebasa randakavashevedzera.” 2 VaKorinde 6:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 asi munzira dzose tinoratidza+ kuti tiri vashumiri vaMwari, nokutsungirira zvizhinji, nokutambudzika, nokushayiwa zvinhu, nokunetseka,+ VaHebheru 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uyewo, mupristi wose anomira panzvimbo yake+ zuva nezuva+ kuti aite basa rinoitirwa vanhu vose uye kuti ape zvibayiro zvakafanana kazhinji, izvi zvazvisingambokwanisi kubvisa zvivi zvachose.+
45 “Chokwadi ndiani muranda akatendeka,+ akangwara, akagadzwa natenzi wake paveimba yake, kuti avape zvokudya zvavo panguva yakakodzera?+
2 Zvavakanga vachishumira+ Jehovha uye vachitsanya pachena, mudzimu mutsvene wakati: “Pavanhu vose nditsaurirei Bhanabhasi naSauro+ nokuda kwebasa randakavashevedzera.”
4 asi munzira dzose tinoratidza+ kuti tiri vashumiri vaMwari, nokutsungirira zvizhinji, nokutambudzika, nokushayiwa zvinhu, nokunetseka,+
11 Uyewo, mupristi wose anomira panzvimbo yake+ zuva nezuva+ kuti aite basa rinoitirwa vanhu vose uye kuti ape zvibayiro zvakafanana kazhinji, izvi zvazvisingambokwanisi kubvisa zvivi zvachose.+