RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 23:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Mubereko waro nomubhadharo+ waro zvichava chinhu chitsvene kuna Jehovha. Hazvizochengetwi, kana kuunganidzwa, nokuti mubhadharo waro uchava wevaya vanogara pamberi paJehovha,+ kuti vadye, vagute uye nokuda kwezvokufuka zvakanaka kwazvo.+

  • Isaya 60:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Panguva iyoyo uchaona uye uchafara,+ mwoyo wako uchadedera wokura, nokuti kupfuma kwegungwa kuchananga kwauri; pfuma yemarudzi ichauya kwauri.+

  • Isaya 60:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Mapoka ose ezvipfuwo evaKedhari+—achaungana kwauri. Makondohwe aNebhayoti+—achakushumira.+ Zvichakwira paatari yangu zvatenderwa,+ uye ndichaita kuti imba yangu yorunako ive yakanaka.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe