1 Samueri 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kana ari Jehovha, vanorwisana naye vachatyiswa;+Achatinhira kwavari ari kumatenga.+Iye Jehovha achatonga migumo yenyika,+Kuti ape mambo wake+ simba,Kuti akwidziridze nyanga yomuzodziwa wake.”+ Isaya 34:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti Jehovha akagumbukira marudzi ose,+ uye akatsamwira uto rawo rose.+ Achaaparadza chose; achaaurayisa.+ Mika 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Muvengi wangu achaona, uye achafukidzwa nenyadzi,+ iye aiti kwandiri: “Ari kupi, iye Jehovha Mwari wako?”+ Maziso angu achamutarira.+ Zvino achava nzvimbo yokutsika-tsika, sematope omumigwagwa.+
10 Kana ari Jehovha, vanorwisana naye vachatyiswa;+Achatinhira kwavari ari kumatenga.+Iye Jehovha achatonga migumo yenyika,+Kuti ape mambo wake+ simba,Kuti akwidziridze nyanga yomuzodziwa wake.”+
2 Nokuti Jehovha akagumbukira marudzi ose,+ uye akatsamwira uto rawo rose.+ Achaaparadza chose; achaaurayisa.+
10 Muvengi wangu achaona, uye achafukidzwa nenyadzi,+ iye aiti kwandiri: “Ari kupi, iye Jehovha Mwari wako?”+ Maziso angu achamutarira.+ Zvino achava nzvimbo yokutsika-tsika, sematope omumigwagwa.+