Eksodho 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Naizvozvo iti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Ndini Jehovha, ndichakubvisai pamitoro yevaIjipiti ndokununurai pauranda hwavo,+ ndichakusunungurai noruoko rwakatambanudzwa uye nokutonga kukuru.+ Eksodho 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kuvhunduka nokutya zvichavawira.+Vachava vasingatsuguduki sedombo nokuda kwoukuru hworuoko rwenyu,Kusvikira vanhu venyu+ vapfuura, haiwa Jehovha,Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+
6 “Naizvozvo iti kuvanakomana vaIsraeri, ‘Ndini Jehovha, ndichakubvisai pamitoro yevaIjipiti ndokununurai pauranda hwavo,+ ndichakusunungurai noruoko rwakatambanudzwa uye nokutonga kukuru.+
16 Kuvhunduka nokutya zvichavawira.+Vachava vasingatsuguduki sedombo nokuda kwoukuru hworuoko rwenyu,Kusvikira vanhu venyu+ vapfuura, haiwa Jehovha,Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+