Dheuteronomi 28:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Marudzi ose epanyika achafanira kuona kuti zita raJehovha rashevedzwa pauri,+ uye chokwadi achakutya.+ 2 Makoronike 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+
10 Marudzi ose epanyika achafanira kuona kuti zita raJehovha rashevedzwa pauri,+ uye chokwadi achakutya.+
14 uye vanhu vangu+ vave vachishevedzwa nezita rangu+ vakazvininipisa,+ vakanyengetera,+ vakatsvaka chiso changu,+ vakatendeuka panzira dzavo dzakaipa,+ ndichabva ndanzwa ndiri kumatenga+ ndokanganwira chivi chavo,+ ndoporesa nyika yavo.+